RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 April p. 2
  • April 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 April p. 2

April 1-7

1 VAKORINDE 7-9

  • Rwiyo 136 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Chipo Chekusaroora Kana Kusaroorwa”: (10 min.)

    • 1VaK 7:32​—MuKristu asina kuroora kana kuroorwa anogona kushumira Jehovha asingazvidyi mwoyo nenyaya dzinonetsa vanhu vari muwanano (w11 1/15 17-18 ¶3)

    • 1VaK 7:33, 34​—MuKristu akaroora kana kuroorwa “anozvidya mwoyo nezvinhu zvenyika” (w08 7/15 27 ¶1)

    • 1VaK 7:37, 38​—MuKristu anorega kuroora kana kuroorwa nechinangwa chekuti awedzere zvaanoita pakushumira Jehovha, “achatoita zviri nani” kupfuura vari muwanano (w96 10/15 12-13 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1VaK 7:11​—MuKristu anogona kusarudza kuparadzana newaakaroorana naye kana zvaita sei? (lv 220 ¶2-221 ¶2)

    • 1VaK 7:36​—Nei muKristu achifanira kumirira kuti atange “apfuura makore ekuyaruka,” ozoroora kana kuroorwa? (w00 7/15 31 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaK 8:1-13 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Magwaro Zvakanaka, mobva makurukura navo chidzidzo 4 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w12 11/15 20​—Musoro: Vaya Vanosarudza Kusaroora Vakapiwa Chipo Chokusaroora Nenzira Inoshamisa Here? (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 37

  • Shandisa Zvakanaka Chipo Chekusaroora Kana Kusaroorwa: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo. Mozobvunza kuti: VaKristu vakawanda vasati varoora kana kuroorwa vanosangana nedambudziko ripi? (1VaK 7:39) Zvakaitwa nemwanasikana waJefta zvinotidzidzisei? Jehovha anopa chii kuvanhu vakaperera kwaari? (Pis 84:11) Vanhu vemuungano vangakurudzira sei vaya vasina kuroora kana kuroorwa? VaKristu vasina kuroora kana kuroorwa vane mukana wekuita mabasa api pakushumira Jehovha?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits.  61

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 42 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe