RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 March p. 6
  • March 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 March p. 6

March 25-31

1 VAKORINDE 4-6

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mbiriso Shomanana Inovirisa Mukanyiwa Wose”: (10 min.)

    • 1VaK 5:1, 2—Ungano yeKorinde yakanga ichisiya mutadzi anga asingapfidzi ari muungano

    • 1VaK 5:5-8, 13—Pauro akaudza ungano iyi kuti ibvise “mbiriso” pakati pavo uye iise mutadzi wacho kuna Satani (it-2-E 230, 869-870)

    • 1VaK 5:9-11—Ungano haifaniri kushamwaridzana nevatadzi vasingapfidzi (lv 34-35 ¶19-20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1VaK 4:9—Vashumiri vaMwari vanova sei “chinhu chinoshamisa chepanzvimbo yemitambo” kungirozi? (w09 5/15 24 ¶16)

    • 1VaK 6:3—Pauro anofanira kunge airevei paakati “tichatonga ngirozi”? (it-2-E 211)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaK 6:1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lv 34-35 ¶19-21 (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 78

  • “Shandisa Mavhidhiyo Paunoitisa Zvidzidzo zveBhaibheri”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemuparidzi anenge achishandisa vhidhiyo iri pachidzidzo 4 chebhurocha raMashoko Akanaka paanenge achiitisa chidzidzo cheBhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 60

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 23 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe