RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 February p. 2
  • February 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 February p. 2

February 4-10

VAROMA 1-3

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Uchidzidzisa Hana Yako”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaRoma.]

    • VaR 2:14, 15​—Munhu wese ane hana (lv 16 ¶6)

    • VaR 2:15—Kuti hana yedu ititungamirire zvakanaka, tinofanira kuidzidzisa (lv 17-18 ¶8-9)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 3:4​—Zvii zvatingaita kuti ‘Mwari awanikwe ari wechokwadi’? (w08 6/15 30 ¶5)

    • VaR 3:24, 25​—“Rudzikinuro rwakabhadharwa naKristu Jesu” rwakafukidza sei “zvivi zvakaitika munguva yakapfuura”? (w08 6/15 29 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 1:1-17 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuita Seuri Kutaurirana Nevateereri, mobva makurukura navo chidzidzo 2 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w06 6/1 12 ¶4-13 ¶2​—Musoro: Ramba Uchiona Zvinhu Sezvazviri. (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 6

  • “Unoona Unhu hwaMwari Pazvinhu Zvaakasika Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Ukuru hwaMwari​—Chiedza Uye Ruvara.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 53

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 142 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe