RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 4
  • December 17-23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 17-23
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 4

December 17-23

MABASA 15-16

  • Rwiyo 96 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Chisarudzo Chakabva muShoko raMwari”: (10 min.)

    • Mab 15:1, 2​—Nyaya yekudzingiswa kana kuti yekuchecheudzwa yakapotsa yakanganisa kubatana kweungano yechiKristu yepakutanga (bt 102-103 ¶8)

    • Mab 15:13-20​—Chisarudzo chakaitwa nedare rinotungamirira chaibva paMagwaro (w12 1/15 5 ¶6-7)

    • Mab 15:28, 29; 16:4, 5​—Chisarudzo chakaitwa nedare rinotungamirira chakasimbisa ungano (bt 123 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 16:6-9​—Nyaya iyi inotidzidzisei nezvekuwedzera ushumiri hwedu? (w12 1/15 10 ¶8)

    • Mab 16:37​—Muapostora Pauro akashandisa sei kodzero dzake sechizvarwa cheRoma kuti aparidze mashoko akanaka? (“isu vanhu vaRoma” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 16:37, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 16:25-40

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Pindura saimba anenge asiri kuda kuparidzirwa.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo. (Asi usamuratidza vhidhiyo yacho.)

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 74

  • “Rumbidza Jehovha Nekuimba Nziyo”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vana Vanorumbidza Jehovha Nenziyo. Pedzisai hurukuro ino, nekuratidza vateereri vhidhiyo yeRwiyo 84 Kuwedzera Basa Redu movakumbira kuti vasimuke vachiimba pamwe chete nayo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 46

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 102 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe