RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 November p. 3
  • November 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 November p. 3

November 12-18

MABASA 1-3

  • Rwiyo 104 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mweya Mutsvene Unodururwa Paungano yechiKristu”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raMabasa.]

    • Mab 2:1-8, 14, 37, 38, 41—Vadzidzi vaJesu pavakagamuchira mweya mutsvene, vakaparidza zvikaita kuti vanhu vanenge 3 000 vabhabhatidzwe

    • Mab 2:42-47—Vadzidzi vaJesu vaiva nerupo uye vaigamuchira vaeni. Vakagara nevadzidzi vatsva vaibva kunze kweJerusarema avo vakanga vachiri kuda kusimbiswa kutenda kwavo (w86-E 12/1 29 ¶4-5, 7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 3:15—Nei Jesu achinzi “Mumiririri Mukuru woupenyu”? (it-2-E 61 ¶1)

    • Mab 3:19—Kuregerera kunoita Jehovha vatadzi vanenge vapfidza kunofananidzwa nekuita sei? (cl 265 ¶14)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 2:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) it-1-E 129 ¶2-3—Musoro: Nemhaka Yei Judhasi Akatsiviwa Asi Vamwe Vaapostora Vasina Kutsiviwa Pavakafa?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 85

  • “Kushanda Pamwe Chete Mundima Ine Mitauro Yakawanda”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo. Kana ungano yenyu iine ndima ine vanhu vane mitauro yakasiyana-siyana, taurai mashandiro amunofanira kuiita.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 43 ¶1-7

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 68 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe