November 5-11
JOHANI 20-21
Rwiyo 35 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Unondida Here Kupfuura Idzi?”: (10 min.)
Joh 21:1-3—Jesu paakafa, Petro nevamwe vadzidzi vakaenda kunobata hove
Joh 21:4-14—Jesu paakamutswa akazviratidza kuna Petro nevamwe vadzidzi
Joh 21:15-19—Jesu akabatsira Petro kunzwisisa zvaaifanira kukoshesa (“Jesu akati kuna Simoni Petro,” “unondida here kupfuura idzi?,” “kechitatu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 21:15, 17, nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Joh 20:17—Zvakataurwa naJesu kuna Mariya Magadharini zvairevei? (“Rega kundinamatira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 20:17, nwtsty)
Joh 20:28—Nei Tomasi akadana Jesu kuti “Ishe wangu naMwari wangu”? (“Ishe wangu naMwari wangu!” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 20:28, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 20:1-18
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 73 ¶21-22.—Koka munhu wacho kumusangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 42
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 45 Nemunyengetero