RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 October p. 2
  • October 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 October p. 2

October 1-7

JOHANI 9-10

  • Rwiyo 25 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jesu Anoda Makwai Ake”: (10 min.)

    • Joh 10:1-3, 11, 14​—Jesu, “mufudzi akanaka,” anoziva rimwe nerimwe remakwai ake uye anoapa zvaanoda (“Danga Remakwai” mapikicha nemavhidhiyo Joh 10:1, nwtsty; w11 5/15 7-8 ¶5)

    • Joh 10:4, 5​—Makwai anoziva inzwi raJesu kwete remunhu waasingazivi (cf 124-125 ¶17)

    • Joh 10:16​—Makwai aJesu akabatana (“kuuya nawo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 10:16, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 9:38​—Nei murume uyu akapfugamira Jesu? (“akamupfugamira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 9:38, nwtsty)

    • Joh 10:22​—Chii chainzi Mutambo Wokutsaurira? (“Mutambo Wokutsaurira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 10:22, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 9:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 14 ¶1-2

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 62

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 37

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe