RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 September p. 3
  • September 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 September p. 3

September 10-16

JOHANI 3-4

  • Rwiyo 57 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jesu Anoparidzira Mukadzi muSamariya”: (10 min.)

    • Joh 4:6, 7​—Kunyange zvazvo akanga aneta, Jesu ndiye akatotanga kutaura nemukadzi muSamariya (“aneta” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 4:6, nwtsty)

    • Joh 4:21-24​—Kuparidza zvisina kurongwa kwakaitwa naJesu kwakaita kuti vakawanda vazoziva nezvaMesiya

    • Joh 4:39-41​—Zvakaitwa naJesu zvakabatsira kuti vaSamariya vakawanda vatende maari

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 3:29​—Vhesi iyi inorevei? (“shamwari yomuroori” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 3:29, nwtsty)

    • Joh 4:10—Mukadzi muSamariya anogona kunge akanzwisisa sei mashoko aJesu ekuti “mvura mhenyu,” asi chii chairehwa naJesu? (“mvura mhenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 4:10, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 4:1-15

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) wp16.2 9 ¶1-4​—Musoro: Zvinorehwa naJohani 4:23.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 77

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kukurukura Uine Chinangwa Chekuzoparidza”: (15 min.) Kukurukurirana. Pedzisai nekukurudzira munhu wese kuti aedze kutaura nemumwe munhu vhiki rino. Pamusangano wevhiki rinotevera, vaparidzi vachapiwa mukana wekuti vataure zvakaitika.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 35 ¶20-27, bhokisi rakanzi “Kudzokorora Zvaakambodzidzisa”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 35 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe