RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 August p. 6
  • August 27–September 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 27–September 2
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 August p. 6

August 27–September 2

RUKA 23-24

  • Rwiyo 130 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Regerera Vamwe”: (10 min.)

    • Ru 23:34—Jesu akaregerera masoja eRoma akamuroverera padanda (cl 297 ¶16)

    • Ru 23:43—Jesu akaregerera gororo (g-E 2/08 11 ¶5-6)

    • Ru 24:34—Jesu akaregerera Petro (cl 297-298 ¶17-18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 23:31—Zvii zvairehwa naJesu muvhesi iyi? (“muti uchiri munyoro, . . . kana waoma” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 23:31 nwtsty)

    • Ru 23:33—Chii chinoratidza kuti zvipikiri zvingangodaro zvaishandiswa pakuroverera munhu padanda? (“Chipikiri Pabhonzo Repachitsitsinho” mapikicha nemavhidhiyo Ru 23:33 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 23:1-16

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba bhuku riri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa rinoenderana naye.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 4 ¶3

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 20

  • “Jesu Akafirawo Hama Yako”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Wedzera Kuva Munhu Akanaka!

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 35 ¶1-11

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 82 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe