RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 August p. 5
  • August 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 August p. 5

August 20-26

RUKA 21-22

  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”: (10 min.)

    • Ru 21:25​—Pakutambudzika kukuru pachaitika zvinhu zvinoshamisa (kr 226 ¶9)

    • Ru 21:26​—Vanhu vasingateereri Jehovha vachatya

    • Ru 21:27, 28​—Kuuya kwaJesu kuchaita kuti vanhu vakatendeka vaponeswe (w16.01 10-11 ¶17; w15 7/15 17-18 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 21:33​—Mashoko aJesu ari muvhesi iyi anorevei? (“Denga nenyika zvichapfuura,” “mashoko angu haazombopfuuri” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 21:33 nwtsty)

    • Ru 22:28-30​—Jesu akaita sungano ipi, akaiita naani, uye chinangwa chayo ndechei? (w14 10/15 16-17 ¶15-16)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 22:35-53

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anokuudza kuti akabatikana.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 136

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 34

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 41 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe