RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 August p. 2
  • August 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 August p. 2

August 6-12

RUKA 17-18

  • Rwiyo 18 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Iva Munhu Anoonga”: (10 min.)

    • Ru 17:11-14—Jesu akaporesa varume 10 vaiva nemaperembudzi (“varume gumi vakanga vaine maperembudzi,” “endai munozviratidza kuvapristi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 17:12, 14 nwtsty)

    • Ru 17:15, 16—Mumwe chete wavo ndiye akadzoka kuzoonga Jesu

    • Ru 17:17, 18—Nyaya iyi inoratidza kuti zvakakosha kuti tive vanhu vanoonga (w08 8/1 14-15 ¶8-9)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 17:7-10—Mufananidzo uyu waJesu unorevei? (“varanda pasina” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 17:10 nwtsty)

    • Ru 18:8—Kutenda kupi kwaitaurwa naJesu muvhesi iyi? (“kutenda kwacho” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 18:8 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 18:24-43

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 4 ¶1-2

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 39

  • “Yeuka Mudzimai waRoti”: (15 min.) Kukurukurirana.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 32

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 117 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe