RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 6
  • Mufananidzo Wemwanakomana Mupambadzi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mufananidzo Wemwanakomana Mupambadzi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Mufananidzo wemuSamariya Akanaka
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Baba Vakagadzirira Kukanganwira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • ‘Ucharamba Wakarinda’ Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Ngwaririra uye Shingaira!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 6
Baba vemwanakomana mupambadzi vari kumugamuchira

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 14-16

Mufananidzo Wemwanakomana Mupambadzi

15:11-32

Zvatinodzidza kubva pamufananidzo wacho.

  • Kuchenjera kuramba tiri pakati pevanhu vaMwari, tichichengetedzwa naBaba vedu vekudenga vane rudo

  • Kana tikasiya Mwari, tinofanira kuzvininipisa todzoka kwaari tiine chivimbo chekuti anoda kutiregerera

  • Tinofanira kutevedzera Jehovha pakugamuchira vaya vanenge vapfidza uye vadzoka kuungano

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe