RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 5
  • “Munokosha Kupfuura Shiri Diki Zhinji”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Munokosha Kupfuura Shiri Diki Zhinji”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Mucherechedzi Anotikoshesa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Jehovha Akaverenga “Bvudzi Romusoro Wenyu Chairo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Unokosha Mumeso aMwari!
    Mukai!—1999
  • Usakanganwa Kunyengeterera vaKristu Vari Kutambudzwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 12-13

“Munokosha Kupfuura Shiri Diki Zhinji”

12:6, 7

Shiri diki mbiri

Nemhaka yei Jesu akataura mashoko ari pana Ruka 12:6, 7? Muvhesi 4, Jesu akaudza vateveri vake kuti vasatya vanhu vaigona kuvapikisa kana kuti kutovauraya. Akanga ari kubatsira vadzidzi vake kuti vagare vakagadzirira kupikiswa. Akavavimbisa kuti Jehovha anokoshesa mushumiri wake mumwe nemumwe uye kuti haazombobvumiri kuti kutenda kwavo kuparare.

Tingatevedzerawo sei Jehovha pakuratidza rudo kune vaya vari kutambudzwa?

Ndekupi kwatingawana mashoko matsva anoratidza Zvapupu zvakasungirwa kutenda?

Iye zvino kune hama nehanzvadzi - dzakasungwa.

Hama iri mujeri ichinyengetera
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe