RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 4
  • July 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 4

July 16-22

RUKA 10-11

  • Rwiyo 100 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mufananidzo wemuSamariya Akanaka”: (10 min.)

    • Ru 10:29-32​—Mupristi nemuRevhi vakatadza kubatsira muJudha akanga arohwa nematsotsi [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi “Mugwagwa Waibva kuJerusarema Uchienda kuJeriko” mapikicha nemavhidhiyo Ruka 10:30, nwtsty]. (w02 9/1 16-17 ¶14-15)

    • Ru 10:33-35​—MuSamariya akaratidza rudo kumuJudha uyu (“mumwe muSamariya,” “akasunga maronda ake, achiadira mafuta newaini,” “imba yevanenge vari parwendo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 10:33, 34, nwtsty)

    • Ru 10:36, 37​—Tinofanira kuda vanhu vese pasinei nekuti vane upenyu hwakaita sei, ndevedzinza ripi kana kuti ndeverudzi rupi (w98 7/1 31 ¶2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 10:18​—Jesu airevei paakaudza vadzidzi 70 kuti: “Ndatotanga kuona Satani atowa semheni achibva kudenga”? (“Ndatotanga kuona Satani atowa semheni achibva kudenga” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 10:18 nwtsty; w08 3/15 31 ¶12)

    • Ru 11:5-9—Mufananidzo wemurume akaramba achikumbira chingwa unotidzidzisei panyaya yekunyengetera? (“Shamwari, ndikweretesewo zvingwa zvitatu,” “Rega kundinetsa,” “kusimbirira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 11:5-9 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 10:1-16

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anokuudza kuti ari kudya.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 24

  • “Nei Kusava Nekwatinotsigira Kuchinyanya Kukosha? (Mik 4:2)”: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 29

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 146 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe