June 4-10
MAKO 15-16
Rwiyo 95 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jesu Akazadzisa Uprofita”: (10 min.)
Mk 15:3-5—Akaramba akanyarara paaipomerwa mhosva
Mk 15:24, 29, 30—Vakakanda mijenya kuti vagovane hembe dzake, uye vakamutuka (“vakagovana nguo dzake dzokunze” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 15:24, nwtsty; “vachidzungudza misoro” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 15:29, nwtsty)
Mk 15:43, 46—Akavigwa pamwe chete nevapfumi (“Josefa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 15:43, nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mk 15:25—Nei paine musiyano panguva inonzi ndiyo yakarovererwa Jesu padanda? (“awa yechitatu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 15:25, nwtsty)
Mk 16:8—Nei Shanduro yeNyika Itsva yakadzokororwa isina kugumisa kurefu uye kugumisa kupfupi muEvhangeri yaMako?(“nokuti vakanga vachitya” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 16:8, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 15:1-15
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 2
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Nyatsotevera Tsoka dzaKristu”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zita raJehovha Rinonyanya Kukosha.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 23, bhokisi rakanzi “Kugarwa Nedhimoni”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 140 Nemunyengetero