RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 May p. 6
  • May 28–June 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 28–June 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 May p. 6

May 28–June 3

MAKO 13-14

  • Rwiyo 55 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Usakundwa Nekutya Vanhu”: (10 min.)

    • Mk 14:29, 31​—Vaapostora vakanga vasingadi kuramba Jesu

    • Mk 14:50​—Jesu paakasungwa, vaapostora vese vakabva vatiza

    • Mk 14:47, 54, 66-72​—Petro akashinga kudzivirira Jesu uye kumutevera asi pava paya akazomuramba katatu (ia 200 ¶14; it-2-E 619 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mk 14:51, 52​—Jaya rakatiza risina kupfeka ringangodaro raiva ani? (w08 2/15 30 ¶6)

    • Mk 14:60-62​—Chii chingava chakaita kuti Jesu apindure mubvunzo wemupristi mukuru? (jy 287 ¶5)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 14:43-59

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumusangano.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 171-172 ¶17-18

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 73

  • “Jehovha Achakubatsira Kuti Usatya”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 22

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 81 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe