RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 May p. 5
  • May 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 May p. 5

May 21-27

MAKO 11-12

  • Rwiyo 34 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Chirikadzi Iyi Yadonhedzera Kupfuura Vose”: (10 min.)

    • Mk 12:41, 42​—Jesu akaona chirikadzi yaiva murombo ichidonhedzera tumari tuviri twaisambokosha mumudziyo wekuisira mari patemberi (“midziyo yokuisa mari,” “tumari tuviri twaisambokosha,” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 12:41, 42, nwtsty)

    • Mk 12:43​—Jesu akafarira zvakaitwa nechirikadzi iyi uye akazviudzawo vadzidzi vake (w97 10/15 16-17 ¶16-17)

    • Mk 12:44​—Chipo chechirikadzi iyi chaikosha chaizvo kuna Jehovha (w97 10/15 17 ¶17; w87-E 12/1 30 ¶1; cl 185 ¶15)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mk 11:17​—Nei Jesu akati temberi yaiva “imba yokunyengeterera yemarudzi ose”? (“imba yokunyengeterera yemarudzi ose,” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 11:17, nwtsty)

    • Mk 11:27, 28​—“Zvinhu” zvipi zvaitaurwa nevanhu vaishora Jesu? (jy 244 ¶7)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 12:13-27

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anotaura kuti achangobva kufirwa nehama yake.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 118

  • Kutenda Muna Jehovha Kunoita Kuti Zvinhu Zvitifambire: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 21

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 98 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe