RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 May p. 2
  • May 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 May p. 2

May 7-13

MAKO 7-8

  • Rwiyo 13 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tora Danda Rako Rekutambudzikira, Urambe Uchinditevera”: (10 min.)

    • Mk 8:34​—Kana tichida kutevera Kristu, tinotofanira kuzviramba (“ngaazvirambe” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 8:34, nwtsty; w92 8/1 17 ¶14)

    • Mk 8:35-37​—Jesu akabvunza mibvunzo miviri inotibatsira kuti tiise zvinhu zvinokosha pekutanga (w08 10/15 25-26 ¶3-4)

    • Mk 8:38​—Kana tichida kutevera Kristu, tinotofanira kuva neushingi (jy 143 ¶4)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mk 7:5-8​—Nei kugeza maoko yakanga iri nyaya hombe kuvaFarisi? (w16.08 30 ¶1-4)

    • Mk 7:32-35​—Zvakaitwa naJesu paaiporesa murume aiva matsi zvinotidzidzisei? (w00 2/15 17-18 ¶9-11)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 7:1-15

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 157-158 ¶9-10

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 51

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Batsirai Mwana Wenyu Kuti Atevere Kristu”: (10 min.) Kukurukurirana.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 19 ¶10-16, bhokisi rakanzi “VaSamariya Vakabva Nekupi?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 60 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe