RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 April p. 3
  • April 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 April p. 3

April 9-15

MATEU 27-28

  • Rwiyo 69 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Endai Munoita Kuti Vave Vadzidzi​—Chikonzero Nei, Kupi, Uye Sei?”: (10 min.)

    • Mt 28:18​—Jesu ane simba rakakura (w04 7/1 8 ¶4)

    • Mt 28:19​—Jesu akarayira kuti vanhu vemarudzi ese vaparidzirwe nekudzidziswa (“muite kuti vanhu vave vadzidzi,” “vanhu vemarudzi ose” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:19 nwtsty)

    • Mt 28:20​—Tinofanira kubatsira vanhu kuti vazive zvakadzidziswa naJesu uye vazvishandise (“muchivadzidzisa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:20 nwtsty))

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 27:51​—Kubvaruka kwakaita keteni nepakati kwairatidzei? (“keteni,” “nzvimbo tsvene” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 27:51 nwtsty)

    • Mt 28:7​—Ngirozi yaJehovha yakaremekedza sei vakadzi vakauya kuguva raJesu? (“munoudza vadzidzi vake kuti iye akamutswa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:7 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 27:38-54

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) g17.2 14​—Musoro: Jesu Akafira Pamuchinjikwa Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 70

  • “Kuparidza Uye Kudzidzisa​—Zvinokosha Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi”: (15 min.) Kukurukurirana. Pamunenge muchikurukura nyaya iyi, ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’​—Zvisina Kurongwa Uye Paimba Neimba uye yakanzi Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’​—Munzvimbo Dzinowanika Vanhu Vakawanda Uye Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 16

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe