RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 March p. 6
  • March 26–April 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 26–April 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 March p. 6

March 26–April 1

MATEU 25

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rambai Makarinda”: (10 min.)

    • Mt 25:1-6​—Mhandara shanu dzakangwara uye shanu dzakapusa dzakaenda kunochingura muroori

    • Mt 25:7-10​—Pakasvika muroori, mhandara dzakapusa dzakanga dzaenda kunotenga mafuta

    • Mt 25:11, 12​—Mhandara dzakangwara ndidzo dzega dzakabvumirwa kupinda mumutambo wemuchato

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 25:31-33​—Tsanangura zvinorehwa nemufananidzo wemakwai nembudzi. (w15 3/15 27 ¶7)

    • Mt 25:40​—Tingaratidza sei kuti tiri shamwari dzehama dzaKristu? (w09 10/15 16 ¶16-18)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 25:1-23

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kuChirangaridzo.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w15 3/15 27 ¶7-10​—Musoro: Mufananidzo Wemakwai Nembudzi Unoratidza Sei Kuti Basa Rekuparidza Rinokosha?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 85

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kudzidzisa Vadzidzi Vedu Kugadzirira”: (10 min.) Kukurukurirana. Kana mapedza, ratidzai vateereri vhidhiyo yemuparidzi ari kudzidzisa mudzidzi wake kuti angagadzirira sei, mokurukura zvirimo. Kumbirai vateereri kuti vataure dzimwe nzira dzavari kushandisa kubatsira vadzidzi vavo kuti vagadzirire.

  • Gamuchira Vaenzi Vedu: (5 min.) Hurukuro inobva muPurogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa yaMarch 2016. Taurai zvinokurudzira zvakaitika mumwaka weChirangaridzo wa2017. Yeuchidzai vaparidzi nezvekupaka mota, kupinda uye kubuda muImba yeUmambo nezvimwewo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 14

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 79 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe