RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 February p. 2
  • February 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 February p. 2

February 5-11

MATEU 12-13

  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mufananidzo Wegorosi Nemasora”: (10 min.)

    • Mt 13:24-26—Mumwe murume akadyara mbeu yakanaka mumunda make, muvengi wake ndokudyarawo masora mumunda imomo (w13 7/15 9-10 ¶2-3)

    • Mt 13:27-29—Gorosi nemasora zvakakura pamwe chete kusvikira pakukohwa (w13 7/15 10 ¶4)

    • Mt 13:30—Panguva yekukohwa, vakohwi vakabvisa masora ndokuunganidza gorosi (w13 7/15 12 ¶10-12)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 12:20—Tingatevedzerawo sei Jesu pakuva netsitsi? (“tambo inopfungaira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 12:20, nwtsty)

    • Mt 13:25—Ichokwadi here kuti kare munhu aigona kutodyara masora mumunda wemumwe munhu? (w16.10 32)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 12:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 21-23 ¶10-12

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 68

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Mifananidzo yeUmambo Uye Zvainoreva”: (10 min.) Kukurukurirana. Kurukurai kuti kuziva zvinorehwa nemifananidzo iyi kunotibatsira sei pabasa redu reushumiri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 7

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 10 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe