RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 December p. 6
  • December 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 December p. 6

December 25-31

MARAKI 1-4

  • Rwiyo 131 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Wanano Yako Inofadza Jehovha Here?”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raMaraki.]

    • Mar 2:13, 14—Jehovha anovenga unyengeri muwanano (jd 125-126 ¶4-5)

    • Mar 2:15, 16—Ramba wakavimbika kumunhu wawakaroorana naye (w02 5/1 18 ¶19)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mar 1:10—Nemhaka yei mabasa atinoita pakunamata achifanira kuitwa zvichibva pakuda Mwari nemuvakidzani? (w07 12/15 27 ¶2)

    • Mar 3:1—Vhesi iyi yakazadzika sei kare uye mazuva ano? (w13 7/15 10-11 ¶5-6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mar 1:1-10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) 1VaK 15:26—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Isa 26:19; 2VaK 1:3, 4—Dzidzisa Chokwadi. (Ona mwb16.08 8 ¶2.)

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w07 12/15 28 ¶1—Musoro: Zvinorevei Kuunza Zvegumi Zvese Mudura Mazuva Ano?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 132

  • “Chii Chinonzi Rudo Rwechokwadi?”: (15 min.) Mibvunzo nemhinduro.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 1

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 96 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe