RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 December p. 4
  • December 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 December p. 4

December 18-24

ZEKARIYA 9-14

  • Rwiyo 8 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Uri ‘Mumupata Wemakomo’”: (10 min.)

    • Zek 14:3, 4—“Mupata mukuru” unomiririra kudzivirira kunoita Mwari (w13 2/15 19 ¶10)

    • Zek 14:5—Vaya ‘vanotizira kumupata’ voramba varimo vachadzivirirwa (w13 2/15 20 ¶13)

    • Zek 14:6, 7, 12, 15—Vaya vari kunze kwemupata waJehovha unodzivirira vachaparadzwa (w13 2/15 20 ¶15)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zek 12:3—Jehovha anoita sei kuti ‘Jerusarema rive dombo rinorema’? (w07 12/15 22-23 ¶9-10)

    • Zek 12:7—Nei Jehovha ‘achizotanga aponesa matende aJudha’? (w07 12/15 25 ¶13)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zek 12:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) g17.6 14-15​—Koka munhu wacho kumisangano.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) g17.6—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi. Pamakaonana, wakamuratidza nyaya iri papeji 14 kusvika ku15. Mukoke kumisangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 5—Koka munhu wacho kumisangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 68

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember.

  • “Chinhu Chitsva Pamusangano Wepakati Pevhiki”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo isina mashoko inonzi Bhetifage, Gomo reMiorivhi Uye Jerusarema.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy map. 6-7

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 13 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe