RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 December p. 3
  • December 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 December p. 3

December 11-17

ZEKARIYA 1-8

  • Rwiyo 26 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Batisisa Mupendero Wenguo yemuJudha”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku Zekariya.]

    • Zek 8:20-22—Vanhu vemarudzi ese vanotsvaga kunzwirwa nyasha naJehovha (w14 11/15 27 ¶14)

    • Zek 8:23—Vaya vane tariro yekurarama panyika vanozvipira kubatana nevakazodzwa uye kuvatsigira (w16.01 23 ¶4; w09 2/15 27 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zek 5:6-11—Zvii zvaunofanira kuita panyaya yeuipi? (w17.10 25 ¶18)

    • Zek 6:1—Makomo maviri emhangura anomiririrei? (w17.10 27-28 ¶7-8)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zek 8:14-23

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.6​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) g17.6​—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi, wobva wasiya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 5 mubvunzo 1 ndima 1 ne2.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 70

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidzira Munhu Wese Mundima Yedu”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuparidza ‘Kunzvimbo Dziri Kure Kwazvo Munyika.’

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 22 ¶17-24, uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 139 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe