RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 November p. 5
  • November 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 November p. 5

November 20-26

MIKA 1-7

  • Rwiyo 31 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anodei Kwatiri?”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raMika.]

    • Mik 6:6, 7​—Kana tikasabata vamwe zvakanaka, Jehovha haagamuchiri zvibayiro zvatinomupa (w08 5/15 6 ¶20)

    • Mik 6:8​—Jehovha haatarisiri kuti tiite zvatisingakwanisi (w12 11/1 22 ¶4-7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mik 2:12​—Uprofita uhwu hwakazadzika sei? (w07 11/1 15 ¶6)

    • Mik 7:7​—Nei tichifanira ‘kumirira’ Jehovha? (w03 8/15 24 ¶20)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mik 4:1-10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Pis 83:18​—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Eks 3:14​—Dzidzisa Chokwadi. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 123-124 ¶20-21.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 28

  • Zvemuungano Yenyu: (6 min.)

  • Jehovha Anoda Kuti Tive Nerupo (Zvir. 3:27): (9 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 21 ¶15-20, chati yakanzi “Zviitiko Zvava Pedyo Kuitika,” bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe