RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 November p. 2
  • November 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 November p. 2

November 6-12

AMOSI 1-9

  • Rwiyo 60 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tsvakai Jehovha Kuti Murambe Muchirarama”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raAmosi.]

    • Amo 5:4, 6​—Tinofanira kuziva Jehovha toita zvaanoda (w04 11/15 24 ¶20)

    • Amo 5:14, 15​—Tinofanira kuda mitemo yaJehovha uye kuiteerera (jd 90-91 ¶16-17)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Amo 2:12​—Tingashandisa sei zvinotaurwa nevhesi iyi? (w07 10/1 14 ¶8)

    • Amo 8:1, 2​—“Tswanda yemichero yezhizha” yairevei? (w07 10/1 14 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Amo 4:1-13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 58

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kudzokera Kunoona Munhu Akafarira”: (15 min.) Kukurukurirana. Pamunenge mapedza, ratidzai vateereri vhidhiyo yevaparidzi vaviri vanenge vadzokera kunoona munhu akafarira, mokurukura zvaitwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr “Chikamu 7​—Zvakavimbiswa noUmambo—​Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva,” chits. 21 ¶1-7

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe