RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 October p. 4
  • October 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 October p. 4

October 9-15

DHANIERI 10-12

  • Rwiyo 63 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Aiziva Madzimambo Aizovapo”: (10 min.)

    • Dha 11:2​—Umambo hwePezhiya hwakatongwa nemadzimambo 4 (dp 212-213 ¶5-6)

    • Dha 11:3​—Mambo weGirisi Alexander akatanga kutonga (dp 213 ¶8)

    • Dha 11:4​—Umambo hwaAlexander hwakakamurwa kuva zvikamu 4 (dp 214 ¶11)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Dha 12:3​—Ndivanaani vanonzi “vane njere,” uye ndiriini ‘pavachapenya sechiedza chokudenga’? (w13 7/15 13 ¶16, mamwe mashoko)

    • Dha 12:13​—Mashoko api anonyaradza akaudzwa Dhanieri? (dp 315 ¶18)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Dha 11:28-39

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.5​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.5​—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi. Siya pekuzotangira.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w16.11 5-6 ¶7-8​—Musoro: Tingatevedzera Sei Jehovha Pakukurudzira Vamwe?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 94

  • Uprofita Huri muBhaibheri Hunotisimbisa: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Tinosimbiswa ‘neShoko reUprofita.’

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 19 ¶8-18, uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 91 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe