October 2-8
DHANIERI 7-9
Rwiyo 95 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uprofita hwaDhanieri Hwakataura Nezvekuuya kwaMesiya”: (10 min.)
Dha 9:24—Chibayiro chaMesiya chakaita kuti vanhu vakwanise kukanganwirwa zvivi (it-2-E 902 ¶2)
Dha 9:25—Vhiki 69 dzemakore padzakakwana, Mesiya ndipo paakasvika (it-2-E 900 ¶7)
Dha 9:26, 27a—Nechepakati pevhiki yechi70 yemakore, Mesiya akabva aurayiwa (it-2-E 901 ¶2, 5)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Dha 9:24—“Nzvimbo Tsvenetsvene” yakazodzwa rini? (w01 5/15 27)
Dha 9:27—Isungano ipi yakaramba iine simba nokuda kwevazhinji kusvikira pakupera kwevhiki 70 dzemakore, kana kuti muna 36 C.E.? (w07 9/1 20 ¶4)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Dha 7:1-10
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vakurumidze kudzokera kunoona vanhu vanenge vafarira.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvaungaita Kuti Uve Mudzidzi Anoshingaira”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvinhu Zvekushandisa Pakutsvakurudza muShoko raMwari.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 19 ¶1-7, bhokisi rakanzi “Chechi yeChiedza Chitsva” nerakanzi “Kuvaka Mapazi Zvinoenderana Nekuchinja Kwezvinhu”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 101 Nemunyengetero