September 25–October 1
DHANIERI 4-6
Rwiyo 47 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ucharamba Uchishumira Jehovha Here?”: (10 min.)
Dha 6:7-10—Dhanieri akaramba achishumira Jehovha kunyange pazvaigona kumuurayisa (w10 11/15 6 ¶16; w06 11/1 24 ¶12)
Dha 6:16, 20—Mambo Dhariyasi akaona kuti Dhanieri aida Jehovha nemwoyo wese (w03 9/15 15 ¶2)
Dha 6:22, 23—Jehovha akakomborera Dhanieri nekuti akaramba achimushumira (w10 2/15 18 ¶15)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Dha 4:10, 11, 20-22—Muti mukuru wakarotwa naNebhukadhinezari waimiririrei? (w07 9/1 18 ¶5)
Dha 5:17, 29—Chii chakaita kuti Dhanieri amboramba zvipo zvaaida kupiwa naMambo Bheshazari, asi pava paya achibva azozvigamuchira? (w88 10/1 30 ¶3-5; dp 109 ¶22)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Dha 4:29-37
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) inv
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) inv—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira pepa iri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 120 ¶16—Kurudzira waunodzidza naye kuti arambe akavimbika kuna Mwari pasinei nekushorwa nevanhu vemumhuri.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vadzidzise Kuti Varambe Vachishumira Jehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Kana mapedza, ratidzai vateereri vhidhiyo yemuparidzi ane unyanzvi achibatsira muparidzi mutsva muushumiri, mobva makurukura navo zvamaona.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 18 ¶9-20, bhokisi rakanzi “Mipiro Yedu Inoenda Kupi,” uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 109 Nemunyengetero