RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 August p. 4
  • August 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 August p. 4

August 14-20

EZEKIERI 32-34

  • Rwiyo 60 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Basa Rinokosha Remurindi”: (10 min.)

    • Eze 33:7​—Jehovha akagadza Ezekieri kuti ave murindi (it-2-E 1172 ¶2)

    • Eze 33:8, 9​—Kuti murindi asava nemhosva yeropa, aifanira kunyevera vanhu (w88 1/1 28 ¶13)

    • Eze 33:11, 14-16​—Jehovha achaponesa vanhu vanenge vateerera nyevero (w12 3/15 15 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 33:32, 33​—Nei tichifanira kuramba tichiparidza kunyange vanhu vasingatiteereri? (w91 3/15 17 ¶16-17)

    • Eze 34:23​—Vhesi iyi yakazadzika sei? (w07 4/1 26 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 32:1-16

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.4​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.4​—Koka munhu wacho kumusangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 2 mubvunzo 5 ndima 1 ne2​—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 47

  • “Iva Neunhu Hunodiwa naMwari​—Ushingi”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Dzivisa Zvinhu Zvinoparadza Kuvimbika​—Kutya Munhu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 16 ¶6-17

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 86 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe