RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 July p. 6
  • July 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 July p. 6

July 24-30

EZEKIERI 21-23

  • Rwiyo 14 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Umambo Ndehwemunhu Ane Kodzero Yepamutemo”: (10 min.)

    • Eze 21:25​—Mambo Zedhekiya ndiye aiva “jinda rakaipa” rerudzi rwevaIsraeri (w07 7/1 13 ¶11)

    • Eze 21:26​—Kutonga kwaiita madzimambo edzinza raDhavhidhi kwaizoguma (w11 8/15 9 ¶6)

    • Eze 21:27​—Munhu aiva ‘nekodzero yepamutemo’ ndiJesu Kristu (w14 10/15 10 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 21:3​—“Bakatwa” rinobudiswa naJehovha mumuhara maro chii? (w07 7/1 14 ¶1)

    • Eze 23:49​—Chikanganiso chipi chakaitwa nevaJudha nevaIsraeri chinotaurwa muchitsauko 23, uye isuwo tinodzidzei? (w07 7/1 14 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 21:1-13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) fg​—Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo. (Asi usamuratidza vhidhiyo yacho.)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh​—Ita seuri kuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? kumunhu waunogara uchiendesera magazini, mokurukura zvirimo. (Asi usamuratidza vhidhiyo yacho.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 215 ¶3–216 ¶1

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 82

  • “Zvatisingafaniri Kuita Tiri Padhoo Rasaimba”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo yezvatisingafaniri kuita kana tiri padhoo rasaimba.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 15 ¶18-28

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 34 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe