RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 July p. 2
  • July 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 July p. 2

July 3-9

EZEKIERI 11-14

  • Rwiyo 36 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Une Mwoyo Wenyama Here?”: (10 min.)

    • Eze 11:17, 18​—Jehovha akavimbisa vaIsraeri kuti vaizotangazve kunamata kwechokwadi (w07 7/1 11 ¶4)

    • Eze 11:19​—Jehovha anokwanisa kutipa mwoyo unobvuma kutungamirirwa naye (w16.05 15 ¶9)

    • Eze 11:20​—Jehovha anoda kuti tishandise zvatinodzidza

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 12:26-28​—Ibasa ripi rinotaurwa nemavhesi aya rinofanira kuitwa nevashumiri vaJehovha? (w07 7/1 13 ¶8)

    • Eze 14:13, 14​—Kutaurwa nemazita kunoitwa vanhu ava kunotidzidzisei? (w16.05 26 ¶13; w07 7/1 13 ¶9)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 12:1-10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb17 41-43)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 14 ¶15-23, bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 126 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe