RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 June p. 5
  • June 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 June p. 5

June 19-25

EZEKIERI 1-5

  • Rwiyo 111 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ezekieri Ainakidzwa Nekuparidza Mashoko aMwari”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raEzekieri.]

    • Eze 2:9–3:2—Ezekieri akadya mupumburu ‘wenziyo dzemariro, kuchema nekuungudza’ (w08 7/15 8 ¶6-7; it-1-E 1214)

    • Eze 3:3—Ezekieri aifara nekuita basa rake semuprofita waJehovha (w07 7/1 12 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 1:20, 21, 26-28—Ngoro yekudenga inomiririra chii? (w07 7/1 11 ¶6)

    • Eze 4:1-7—Ezekieri akanyatsoedzesera zvinhu zvaizoitika pakukombwa kweJerusarema here? (w07 7/1 12 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 1:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) T-32—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) T-32—Muratidze vhidhiyo inonzi Mhuri Yenyu Inogona Kufara—Sumo, wobva wamusiyira bhurocha racho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 143 ¶20-21—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 76

  • “Nakidzwa Nekuparidza Mashoko Akanaka”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuwanazve Mufaro Kuburikidza Nekufunda Nekufungisisa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 14 ¶1-7

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 122 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe