May 22-28
JEREMIYA 44-48
Rwiyo 70 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Usaramba ‘Uchizvitsvakira Zvinhu Zvikuru’”: (10 min.)
Jer 45:2, 3—Mafungiro akaipa aBharuki akaita kuti anetseke (jr 104-105 ¶4-6)
Jer 45:4, 5a—Jehovha akatsiura Bharuki nemutsa (jr 103 ¶2)
Jer 45:5b—Chakaita kuti Bharuki apone, kuisa pfungwa dzake pazvinhu zvinonyanya kukosha (w16.07 8 ¶6)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jer 48:13—Chii chaizoita kuti vaMoabhi ‘vanyare pamusoro paKemoshi’? (it-1-E 430)
Jer 48:42—Nei zvakataurwa naJehovha pamusoro peMoabhi zvichisimbisa kutenda kwedu? (it-2-E 422 ¶2)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 47:1-7
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) hf—Siya pekuzotangira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) hf—Siya pekuzotangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 199 ¶9-10—Ratidza mudzidzi muchidimbu kuti angatsvakurudza sei zvinhu zvingamubatsira pamuedzo waari kusangana nawo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Vechidiki—Musazvitsvakira Zvinhu Zvikuru: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vechidiki Vanobvunza Kuti—Ndichaitei Muupenyu?—Zvavakamboita. Kana yapera, kurukurai navo zviri muvhidhiyo yacho.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr “Chikamu 4—Kukunda kwoUmambo—Kusimbisa Zviri Pamutemo Mashoko Akanaka,” chits. 13 ¶1-10
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 17 Nemunyengetero