RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 May p. 8
  • Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Zvii Zvatingaita Kuti Tichengetedze Nzvimbo Dzedu Dzekunamatira?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Iyi Ndiyo Nzvimbo Yedu Yokunamatira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Nzvimbo Dzekunamatira
    Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha
  • Kuchengetedza Dzimba Dzedu dzeUmambo
    Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 May p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira

Zvatingaita pakuchengetedza Imba yeUmambo: kupenda, kuisa kapeti, kuita zvemagetsi, uye kupa mupiro

Dzimba dzeUmambo dzakasiyana nezvimwe zvivako pakuti inzvimbo dzakatsaurirwa kuna Jehovha. Mumwe nemumwe wedu angaitei kuti Imba yeUmambo igare ichiratidzika zvakanaka? Kana mapedza kuona vhidhiyo inonzi Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira kurukurai nevateereri mibvunzo iyi:

  1. Dzimba dzeUmambo dzinoshandiswa kuitei?

  2. Nei tichifanira kuchengeta Imba yeUmambo yakachena uye zvinhu zvichishanda zvakanaka?

  3. Ibasa raani kuti Imba yeUmambo irambe ichiratidzika zvakanaka?

  4. Nei tichifanira kudzivisa njodzi, uye ndezvipi zvawaona muvhidhiyo panyaya iyi?

  5. Tingaratidza sei kuti tinokudza Jehovha nemari yezvipo yatinopa?

ZVII ZVANDICHAITA KUTI NDITSIGIREWO BASA IRI?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe