RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 April p. 2
  • April 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 April p. 2

April 3-9

JEREMIYA 17-21

  • Rwiyo 69 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako”: (10 min.)

    • Jer 18:1-4​—Muumbi ane simba rekuita zvaanoda neivhu (w99 4/1 22 ¶3)

    • Jer 18:5-10​—Jehovha ane simba rekuita zvaanoda nevanhu (it-2-E 776 ¶4)

    • Jer 18:11​—Bvuma kuumbwa naJehovha (w99 4/1 22 ¶4-5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 17:9​—Kunyengera kwemwoyo kunooneka sei? (w01 10/15 25 ¶13)

    • Jer 20:7​—Jehovha ‘akashandisa sei simba rake’ kurwisa Jeremiya uye kumunyengera? (w07 3/15 9 ¶6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 21:3-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vose kuti vadzokere kunoona vanhu vavakasiyira turakiti raChii Chinonzi Umambo hwaMwari?

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 118

  • Zvomuungano Yenyu: (5 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 22)

  • “Vagamuchire Zvakanaka”: (10 min.) Tangai nehurukuro yemaminitsi matatu. Pedzisai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Steve Gerdes: Kwaziso Yatisingambofi Takakanganwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 10 ¶12-19, bhokisi rakanzi “Kujekerwa Zvishoma Nezvishoma Nezvekushandiswa Kwemuchinjikwa,” uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 5 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe