RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 February p. 6
  • Farai Patariro Yenyu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Farai Patariro Yenyu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Ita Kuti Tariro Yako Irambe Yakasimba
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Ndokupi Kwaungawana Tariro Yechokwadi?
    Mukai!—2004
  • Tariro Yako Yeramangwana Ichazadzika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 February p. 6
Mhuri iri kugadzirira zvaichaita muushumiri paKunamata Kwemhuri

KURARAMA KWECHIKRISTU

Farai Patariro Yenyu

Tariro yakafanana nechinhu chinotsigisa ngarava. (VaH 6:19) Inotibatsira kuti kutenda kwedu kusaparara panouya matambudziko akafanana nedutu remugungwa. (1Ti 1:18, 19) Mamwe acho kuora mwoyo, kurasikirwa nezvinhu zvedu, kurwara kwenguva yakareba, kufirwa, kana kuti chero chii zvacho chingaita kuti tisaramba takaperera kuna Mwari.

Tikava nekutenda netariro, tichakwanisa kuona mubayiro watakavimbiswa. (2VaK 4:16-18; VaH 11:13, 26, 27) Saka pasinei nekuti tariro yedu ndeyekuzorarama kudenga here kana kuti panyika, tinofanira kuisimbisa nekugara tichifungisisa nezvevimbiso dziri muBhaibheri. Tikadaro, zvichava nyore kuramba tichifara patinosangana nemiedzo.​—1Pe 1:6, 7.

ONA VHIDHIYO INONZI FARAI PATARIRO, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Nei tichifanira kutevedzera Mosesi?

  • Ndezvipi zvinofanira kuitwa nemisoro yemhuri?

  • Zvii zvamungaita pakunamata kwemhuri?

  • Tariro inogona kukubatsira sei paunosangana nemiedzo?

  • Chii chaunotarisira munguva yemberi?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe