RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 February p. 6
  • February 27–March 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 27–March 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 February p. 6

February 27–March 5

ISAYA 63-66

  • Rwiyo 19 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Matenga Matsva Nenyika Itsva Zvichaita Kuti Tifare”: (10 min.)

    • Isa 65:17​—“Zvinhu zvekare hazvizoyeukwi” (ip-2 383 ¶23)

    • Isa 65:18, 19​—Pachava nemufaro mukuru (ip-2 384 ¶25)

    • Isa 65:21-23​—Upenyu huchange huchinakidza, uye pasisina chekutya (w12 9/15 9 ¶4-5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 63:5​—Hasha dzaMwari dzinomutsigira sei? (w07 1/15 11 ¶6)

    • Isa 64:8​—Jehovha anoshandisa sei simba rake seMuumbi wedu? (w13 6/15 25 ¶3-5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 63:1-10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) VaE 5:33​—Dzidzisa Chokwadi.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) 1Ti 5:8; Tit 2:4, 5​—Dzidzisa Chokwadi.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) Isa 66:23; w06 11/1 30-31 ¶14-17​—Musoro: Kugara Tichiungana Kuti Tinamate Jehovha

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • “Farai Patariro Yenyu” (Isa 65:17, 18; VaR 12:12): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Farai Patariro.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 9 ¶1-9 uye chati yakanzi “Kuwedzera Kwomunyika Yose”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 95 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe