RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 November p. 4
  • November 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 November p. 4

November 14-20

MUPARIDZI 1-6

  • Rwiyo 66 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Nakidzwa Nekushanda Nesimba Pabasa Rako”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raMuparidzi.]

    • Mup 3:12, 13​—Kunakidzwa nekushanda nesimba chipo chinobva kuna Mwari (w15 2/1 4–6)

    • Mup 4:6​—Basa rako ngarirege kukutorera nguva yezvinhu zvinokosha (w15 2/1 6 ¶3-5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mup 2:10, 11​—Chii chakataurwa naSoromoni nezvekuva nepfuma? (w08 4/15 22 ¶9-10)

    • Mup 3:16, 17​—Tinofanira kuona sei kusaruramisira kuri munyika? (w06 11/1 14 ¶9)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mup 1:1-18

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp16.6​—Musiyire kadhi reJW.ORG.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yewp16.6​—Verenga magwaro uchishandisa foni kana kuti tablet.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 22-23 ¶11-12​—Koka munhu wacho kumisangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 140

  • “Unofanira Kugadzirira Kuti Udzidzise Neunyanzvi”: (15 min.) Kukurukurirana.Ratidzai vateereri vhidhiyo ine muparidzi ari kugadzirira kuti azoitisa chidzidzo cheBhaibheri zuva rinotevera. Tarisai muone zvinoitwa nemuparidzi achishandisa mazano ataurwa pamusoro apa. (Ari kugadzirira bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? chitsauko 10 ndima 14 kusvika ku19.) Kurudzirai vose kuti vashande nesimba pakuitisa zvidzidzo zveBhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 4 ¶1-6, bhokisi rakanzi “Zvinoreva Zita raMwari”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 112 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe