RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 October p. 7
  • October 31–November 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 31–November 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 October p. 7

October 31–November 6

ZVIREVO 22-26

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rovedza Mwana Nzira Yaanofanira Kufamba Nayo”: (10 min.)

    • Zvi 22:6; 23:24, 25​—Kudzidzisa vana zvinodiwa naMwari kunoita kuti vakure vari vanhu vanofara, vanogutsikana uye vasingaiti zvinhu vasina kufunga (w08 4/1 16; w07 6/1 31)

    • Zvi 22:15; 23:13, 14​—“Shamhu” inoreva nzira dzakasiyana-siyana dzekuranga nadzo mwana (w97 10/15 32; it-2-E 818 ¶4)

    • Zvi 23:22​—Vana vakura vanobatsirwa neuchenjeri hwevabereki vavo (w04 6/15 14 ¶1-3; w00 6/15 21 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zvi 24:16​—Vhesi iyi inotikurudzira sei kuti tirambe tichitsungirira munhangemutange youpenyu? (w13 3/15 4-5 ¶5-8)

    • Zvi 24:27​—Vhesi iyi inorevei? (w09 10/15 12 ¶1)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 22:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG​—Paridza zvisina kurongwa.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kadhi reJW.ORG​—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera, uye pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? asi usabva wamuratidza.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 179-181 ¶18-19

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 101

  • “Uri Kushandisa Makadhi eJW.ORG Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vagare vaine makadhi aya.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 3 ¶1-12 uye “Chikamu 1​—Chokwadi cheUmambo—​Kupa Zvokudya Zvokunamata”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 146 Nemunyengetero

    Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe