October 17-23
ZVIREVO 12-16
Rwiyo 69 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uchenjeri Huri Nani Kupfuura Ndarama”: (10 min.)
Zvi 16:16, 17—Munhu akachenjera anodzidza Shoko raMwari oshandisa zvaadzidza (w07 7/15 8)
Zvi 16:18, 19—Munhu akachenjera haadadi uye haazvikudzi (w07 7/15 8-9)
Zvi 16:20-24—Munhu akachenjera anotaura mashoko anovaka (w07 7/15 9-10)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zvi 15:15—Tingaita sei kuti tirambe tichifara? (g-E 11/13 16)
Zvi 16:4—Zvinorevei kuti Jehovha anoshandisa munhu akaipa kuzadzisa zvinangwa zvake? (w07 5/15 18-19)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 15:18–16:6
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Joh 11:11-14—Dzidzisa Chokwadi. Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ge 3:1-6; VaR 5:12—Dzidzisa Chokwadi. Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 191 ¶18-19—Koka munhu wacho kumisangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 117
“Ungaita Sei Kuti Upe Mhinduro Dzakanaka?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Gadzirira Kuzopindura. Mapedza, kumbirai vana vamakatosarudza nechekare kuti vauye pachikuva movabvunza kuti: Ndezvipi zvinhu 4 zvatinoita patinenge tichigadzirira? Sei tisingafaniri kurwadziwa kana tikasasimudzwa?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 2 ¶23-34
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 102 Nemunyengetero