RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 October p. 3
  • October 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 October p. 3

October 10-16

ZVIREVO 7-11

  • Rwiyo 32 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”: (10 min.)

    • Zvi 7:6-12​—Vanhu vasina uchenjeri vanowanzoita zvinhu zvinozovakanganisa pakunamata (w00 11/15 29-30)

    • Zvi 7:13-23​—Kuita zvinhu usina kufunga kunogona kukupinza mumatambudziko (w00 11/15 30-31)

    • Zvi 7:4, 5, 24-27​—Kuva neuchenjeri uye kunzwisisa kuchatidzivirira (w00 11/15 29, 31)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zvi 9:7-9​—Zvatinoita kana tatsiurwa zvinoratidzei? (w01 5/15 29-30)

    • Zvi 10:22​—Makomborero api atinopiwa naJehovha mazuva ano? (w06 5/15 26-30 ¶3-16)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zvi 8:22–9:6

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.5​—Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.5​—Koka munhu wacho kumusangano wekupera kwevhiki.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 176 ¶5-6​—Koka munhu wacho kumisangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 83

  • Zvinotaurwa Nevezera Rako​—Mafoni (Zvi 10:19): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Zvinotaurwa Nevezera Rako​—Mafoni. Mapedza, kurukurai navo nyaya iri pajw.org yakanzi “Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?” Simbisai zviri kutaurwa pakamusoro kanoti “Mazano Pakutumira Mameseji.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 2 ¶13-22

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 152 Nemunyengetero

    Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe