RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 September p. 6
  • “Jehovha Mukuru Uye Anofanira Kurumbidzwa Kwazvo”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Jehovha Mukuru Uye Anofanira Kurumbidzwa Kwazvo”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Ukuru hwaJehovha Hahunzvereki
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Jehovha Anofanirwa Nerumbidzo Isingagumi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Jehovha Ane Rudo Rwokuvimbika Kwazvo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Rumbidza Zita Dzvene raJehovha!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 September p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 142-150

“Jehovha Mukuru Uye Anofanira Kurumbidzwa Kwazvo”

145:1-5

Denga rizere nenyeredzi

Dhavhidhi paaiona kuti ukuru hwaJehovha hahuna pahunogumira, akanzwa achida kumurumbidza nekusingaperi

145:10-12

Sezvakaita Dhavhidhi, vashumiri vaJehovha vakavimbika vanonzwawo vachida kugara vachitaura nezvemabasa aJehovha anoratidza simba rake

Mhuri iri kutarisa denga rizere nenyeredzi

145:14

Munhu ari kubatsirwa

Dhavhidhi aiva nechokwadi chekuti Jehovha anoda uye anokwanisa kuchengeta vanhu vose vanomunamata

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe