RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 September p. 4
  • September 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 September p. 4

September 12-18

MAPISAREMA 120-134

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rubatsiro Rwangu Runobva Kuna Jehovha”: (10 min.)

    • Pis 121:1, 2—Sezvo Jehovha ari iye akasika zvose, tine chikonzero chokuvimba naye (w04 12/15 12 ¶3)

    • Pis 121:3, 4—Jehovha anogara akagadzirira kubatsira vashumiri vake (w04 12/15 12 ¶4)

    • Pis 121:5-8—Jehovha anodzivirira vanhu vake (w04 12/15 13 ¶5-7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 123:2—Mufananidzo unotaura ‘nezvemaziso evashumiri’ unorevei? (w06 9/1 15 ¶4)

    • Pis 133:1-3—Ndechipi chimwe chidzidzo chatinowana mupisarema iri? (w06 9/1 16 ¶3)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 127:1–129:8

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp16.5—Taura zvakanaka nasaimba anenge akagumbuka.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yewp16.5—Koka munhu wacho kumusangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 8, mubvunzo 4—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 114

  • Jehovha Akandiitira Zvakawanda: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Akandiitira Zvakawanda. (Endai pakanzi NEZVEDU > MABASA.) Kurukurai navo mibvunzo inotevera: Jehovha akabatsira sei Crystal, uye izvi zvakaita kuti aitei? Zvii zvaanoita kana akatanga kunetseka nezvakamboitika kwaari? Wadzidzei panyaya yaCrystal?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia Mhedziso ¶1-13

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 119 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe