RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 August p. 7
  • August 29–September 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 29–September 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 August p. 7

August 29–September 4

MAPISAREMA 110-118

  • Rwiyo 61 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ndicharipa Jehovha Nechii?”: (10 min.)

    • Pis 116:3, 4, 8​—Jehovha akaponesa munyori wepisarema (w87-E 3/15 24 ¶5)

    • Pis 116:12​—Munyori wepisarema aida kuratidza Jehovha kuonga kwake (w09 7/15 29 ¶4-5; w98 12/1 24 ¶3)

    • Pis 116:13, 14, 17, 18​—Munyori wepisarema aida kuzadzisa zvose zvaakanga avimbisa Jehovha (w10 4/15 27, bhokisi)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 110:4​—Imhiko ipi iri kutaurwa muvhesi iyi? (w14 10/15 11 ¶15-17; w06 9/1 14 ¶1)

    • Pis 116:15​—Pakupa hurukuro yemariro, nei vhesi iyi isingafaniri kutaurwa ichinzi inoshanda kumufi? (w12 5/15 22 ¶2)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 110:1–111:10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) ll 16​—Siya pekuzotangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) ll 17​—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 179-181 ¶17-19​—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 82

  • “Dzidzisa Chokwadi”: (7 min.) Kukurukurirana.

  • “Mushandirapamwe Wekupa Vanhu Nharireyomurindi muna September”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yekutanga yemharidzo yekuenzanisira yaSeptember, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Itai kuti vateereri vade kushanda nesimba pamushandirapamwe uyu uye vakurudzirei kuita upiyona hwebetsero.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 23 ¶1-14

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 144 Nemunyengetero

    Chiyeuchidzo: Ridzai rwiyo urwu rwose kamwe chete, uye ungano yozoimba pamunoruridza kechipiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe