RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 August p. 6
  • August 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 August p. 6

August 22-28

MAPISAREMA 106-109

  • Rwiyo 2 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ongai Jehovha”: (10 min.)

    • Pis 106:1-3​—Tinofanira kuonga Jehovha (w15 1/15 8 ¶1; w02 6/1 18 ¶19)

    • Pis 106:7-14, 19-25, 35-39​—VaIsraeri vakakanganwa zvavakaitirwa naJehovha vachibva varega kumunamata (w15 1/15 8-9 ¶2-3; w01 6/15 13 ¶1-3)

    • Pis 106:4, 5, 48​—Tine zvakawanda zvokutenda Jehovha (w11 10/15 5 ¶7; w03 12/1 15-16 ¶3-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 109:8​—Mwari akanga akatoronga here kuti Judhasi ndiye aizotengesa Jesu kuti uprofita huzadzike? (w00 12/15 24 ¶20; it-1-E 857-858)

    • Pis 109:31​—Mashoko okuti Jehovha “achamira kuruoko rworudyi rwomurombo” anorevei? (w06 9/1 14 ¶8)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 106:1-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) ll 6​—Siya pekuzotangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) ll 7​—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 178-179 ¶14-16​—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 94

  • Jehovha Achatarisira Zvatinoda (Pis 107:9): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Achatarisira Zvatinoda. (Endai patv.jw.org, motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MHURI.) Kumbirai vateereri kuti vataure zvavadzidza.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 22 ¶14-24 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe