RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 August p. 5
  • August 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 August p. 5

August 15-21

MAPISAREMA 102-105

  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anoyeuka Kuti Tiri Guruva”: (10 min.)

    • Pis 103:8-12​—Jehovha ane ngoni saka anotiregerera patinopfidza (w13 6/15 20 ¶14; w12 7/15 16 ¶17)

    • Pis 103:13, 14​—Jehovha anonyatsoziva patinogumira (w15 4/15 26 ¶8; w13 6/15 15 ¶16)

    • Pis 103:19, 22​—Kuziva ngoni uye tsitsi dzina Jehovha kunofanira kuita kuti titsigire uchangamire hwake (w10 11/15 25 ¶5; w07 12/1 21 ¶1)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 102:12, 27​—Patinenge tichizvidya mwoyo, nei zvichibatsira kuti tiise pfungwa dzedu paukama hwedu naJehovha? (w14 3/15 16 ¶19-21)

    • Pis 103:13​—Nei dzimwe nguva Jehovha achizopindura minyengetero yedu pave paya? (w15 4/15 25 ¶7)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 105:24-45

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) g16.4 10-11​—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) g16.4 10-11​—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 164-166 ¶3-4​—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 91

  • Usambofa Wakakanganwa Zvose Zvawakaitirwa naJehovha (Pis 103:1-5): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo iri pajw.org inonzi Ndakatanga Kufinhwa Nemararamiro Andaiita. (Endai pakanzi NEZVEDU > MABASA.) Kana yapera, bvunzai mibvunzo iyi: Zvii zvinoita kuti tirumbidze Jehovha? Pamusana pekunaka kwakaita Jehovha, makomborero akaita sei aachatipa mune ramangwana?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 22 ¶1-13

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 131 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe