RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 August p. 4
  • August 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 August p. 4

August 8-14

MAPISAREMA 92-101

  • Rwiyo 28 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Wakwegura”: (10 min.)

    • Pis 92:12​—Vakarurama vanoita zvibereko pakunamata (w07 9/15 32; w06 7/15 13 ¶2)

    • Pis 92:13, 14​—Vakwegura vanogona kuramba vakasimba pakunamata pasinei neutano hunenge husisina kutsarukana (w14 1/15 26 ¶17; w04 5/15 12 ¶9-10)

    • Pis 92:15​—Vakwegura vanogona kushandisa ruzivo rwavo pakukurudzira vamwe (w04 5/15 12-14 ¶13-18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 99:6, 7​—Chii chatinodzidza pana Mosesi, Aroni naSamueri? (w15 7/15 8 ¶5)

    • Pis 101:2​—Zvinorevei ‘kufamba mumba medu nemwoyo wakarurama’? (w05 11/1 24 ¶14)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 95:1–96:13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4​—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 161-162 ¶18-19​—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 90

  • Imi Vakwegura​—Mune Basa Rinokosha (Pis 92:12-15): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Imi Vakwegura​—Mune Basa Rinokosha. (Endai patv.jw.org, motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > BHAIBHERI.) Kana yapera, bvunzai vateereri zvavadzidza. Kurudzirai vakwegura kuti vapewo vechidiki ruzivo rwavainarwo. Kurudzirai vechiduku kuti vatsvage mazano kune vanhu vakura pavanenge vachida kuita zvisarudzo zvinokosha muupenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 21 ¶13-22 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 29 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe