RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 July p. 4
  • July 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 July p. 4

July 11-17

MAPISAREMA 69-73

  • Rwiyo 92 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vanhu vaJehovha Vanoshingaira Pakutsigira Kunamata Kwechokwadi”: (10 min.)

    • Pis 69:9​—Kushingaira kwatinoita pakutsigira kunamata kwechokwadi kunofanira kunyatsooneka (w10 12/15 7-11 ¶2-17)

    • Pis 71:17, 18​—Vechikuru vanokwanisa kubatsira vechidiki kuti vashingaire (w14 1/15 23-24 ¶4-10)

    • Pis 72:3, 12, 14, 16-19​—Kana tichishingaira, tichada kuudza vamwe zvichaitirwa vanhu neUmambo hwaMwari (w15 10/1 16 ¶3; w10 8/15 32 ¶19-20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 69:4, 21​—Uprofita huri mumavhesi aya hwakazadzika sei pana Mesiya? (w11 8/15 11 ¶17; w11 8/15 15 ¶15)

    • Pis 73:24​—Jehovha anokudza sei vashumiri vake? (w13 2/15 25-26 ¶3-4)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 73:1-28

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp16.4​—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yewp16.4

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 5 ¶3-4

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 140

  • “Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete?”: (15 min.) Tangai nekukurukura nevateereri muchidimbu nyaya yacho uye “Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose.” Mapedza, varatidzei uye kurukurai navo vhidhiyo iri paJW Broadcasting inonzi Kusarudza Basa Richakupa Makomborero Asingaperi. (Endai pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > VARI KUYARUKA.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 19 ¶17-31, bhokisi rakanzi “Josefa Akafa Rini?,” uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe