RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 July p. 2
  • July 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 July p. 2

July 4-10

MAPISAREMA 60-68

  • Rwiyo 104 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rumbidza Jehovha, Munzwi Wemunyengetero”: (10 min.)

    • Pis 61:1, 8​—Nyengetera kuna Jehovha uchitaura zvawakamuvimbisa (w99 9/15 9 ¶1-4)

    • Pis 62:8​—Ratidza kuti unovimba naJehovha nokumuudza zviri pasi pemwoyo wako (w15 4/15 25-26 ¶6-9)

    • Pis 65:1, 2​—Jehovha anonzwa minyengetero yevanhu vose vanomuda (w15 4/15 22 ¶13-14; w10 4/15 5 ¶10; it-2-E 668 ¶2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 63:3​—Nei mutsa waJehovha worudo uri nani kupfuura upenyu? (w06 6/1 11 ¶8)

    • Pis 68:18​—“Zvipo zviri varume” vaiva vanaani? (w06 6/1 10 ¶5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 63:1–64:10

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 81

  • “Kusava Nezvinhu Zvakawanda Kunotibatsira Kuti Tirumbidze Mwari”: (15 min.) Tangai nokukurukura nevateereri zviri munyaya yacho. Zvadaro, chivaratidzai vhidhiyo yakanzi Tiri Kurarama Upenyu Husina Zvakawanda uye mokurukura navo kwenguva pfupi. Vhidhiyo yacho iri paJW Broadcasting. (Endai pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MHURI.) Kurudzirai vose kuti vatsvake pavangadawo kugadzirisa muupenyu hwavo kuitira kuti vakwanise kunyatsoshumira Jehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 19 ¶1-16

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe